RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 48:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 48 Inzwai izvi, haiwa imi imba yaJakobho,

      Imi munozvidana nezita raIsraeri+

      Uye makabuda mumvura yaJudha,*

      Imi munopika nezita raJehovha+

      Uye munodana kuna Mwari waIsraeri,

      Kunyange zvazvo musingazviiti muchokwadi nemukururama.+

       2 Nekuti vanozvishevedza nezita reguta dzvene+

      Uye vanotsvaga kubatsirwa naMwari waIsraeri,+

      Ane zita rekuti Jehovha wemauto.

  • Jeremiya 7:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Musavimba nemashoko eunyengeri, moti, ‘Iyi* itemberi yaJehovha, temberi yaJehovha, temberi yaJehovha!’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe