Zekariya 9:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti ndichakombamisa Judha seuta hwangu. Ndichaisa Efremu pauta,*Uye ndichamutsa vanakomana vako, iwe Ziyoni,Kuti varwise vanakomana vako, iwe Girisi,Uye ndichaita kuti uite sebakatwa remurwi ane simba.’
13 Nekuti ndichakombamisa Judha seuta hwangu. Ndichaisa Efremu pauta,*Uye ndichamutsa vanakomana vako, iwe Ziyoni,Kuti varwise vanakomana vako, iwe Girisi,Uye ndichaita kuti uite sebakatwa remurwi ane simba.’