RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 6:18, 19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Asi tambirai kure nezvinhu zvinofanira kuparadzwa,+ kuti murege kuda chero chinhu chinofanira kuparadzwa, mochitora,+ moita kuti musasa waIsraeri uparadzwe, kuburikidza nekuuunzira dambudziko.+ 19 Asi sirivha yese negoridhe nezvinhu zvemhangura nesimbi, zvitsvene kuna Jehovha.+ Zvinofanira kuiswa munochengeterwa pfuma yaJehovha.”+

  • Isaya 23:17, 18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Panopera makore 70, Jehovha achafunga nezveTire, uye ichatangazve kubhadharwa, yoita upfambi neumambo hwese huri panyika. 18 Asi mubereko wayo nemubhadharo wayo zvichava zvinhu zvitsvene kuna Jehovha. Hazvizochengetwi kana kuunganidzwa kuti zvizoshandiswa, nekuti mubhadharo wayo uchava wevaya vanogara pamberi paJehovha, kuti vadye vachiguta uye kuti vapfeke zvipfeko zvakanaka chaizvo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe