Ezekieri 34:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Ndichaapa mufudzi mumwe chete,+ iye mushumiri wangu Dhavhidhi,+ uyo achaafudza. Achaaendesa kumafuro, uye achava mufudzi wawo.+ Ezekieri 37:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 “‘“Mushumiri wangu Dhavhidhi achava mambo wavo,+ uye vese vachava nemufudzi mumwe chete.+ Vachafamba mumitongo yangu uye vachachengeta mirau yangu yese.+
23 Ndichaapa mufudzi mumwe chete,+ iye mushumiri wangu Dhavhidhi,+ uyo achaafudza. Achaaendesa kumafuro, uye achava mufudzi wawo.+
24 “‘“Mushumiri wangu Dhavhidhi achava mambo wavo,+ uye vese vachava nemufudzi mumwe chete.+ Vachafamba mumitongo yangu uye vachachengeta mirau yangu yese.+