2 Samueri 22:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nyika yakatanga kuzunguzika uye kudengenyeka, ichienda mberi neshure;+Nheyo dzedenga dzakazununguka,+Uye dzakazunguzikira mberi neshure nekuti iye akanga atsamwiswa.+ Pisarema 68:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Haiwa Mwari, pamakatungamirira vanhu venyu,+Pamakafamba nemugwenga, (Sera) 8 Nyika yakadengenyeka;+Denga rakadurura mvura nemhaka yaMwari;Sinai iri rakadengenyeka nemhaka yaMwari, iye Mwari waIsraeri.+
8 Nyika yakatanga kuzunguzika uye kudengenyeka, ichienda mberi neshure;+Nheyo dzedenga dzakazununguka,+Uye dzakazunguzikira mberi neshure nekuti iye akanga atsamwiswa.+
7 Haiwa Mwari, pamakatungamirira vanhu venyu,+Pamakafamba nemugwenga, (Sera) 8 Nyika yakadengenyeka;+Denga rakadurura mvura nemhaka yaMwari;Sinai iri rakadengenyeka nemhaka yaMwari, iye Mwari waIsraeri.+