-
2 Makoronike 32:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 akabvunza mazano kumachinda ake nevarwi vake vaiva nesimba, ndokubva asarudza kuvhara zvitubu zvemvura zvaiva kunze kweguta,+ uye ivo vakamutsigira. 4 Vanhu vakawanda vakaungana, vakavhara zvitubu zvese nerukova rwaiyerera nemunyika yacho, vachiti: “Hatidi kuti madzimambo eAsiriya awane mvura yakawanda paanouya.”
-