Jobho 38:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndikati, ‘Unogona kusvika apa, asi haufaniri kupapfuura;Pano ndipo pachagumira mafungu ako makuru’?+ Pisarema 104:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Makaifukidza nemvura yakadzika sekunge yakafukidzwa nechipfeko.+ Mvura yakamira pamusoro pemakomo. 7 Pamakaituka yakatiza;+Pakanzwika kutinhira kwenyu, yakavhunduka ikatiza, Pisarema 107:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Anodzikamisa dutu;Masaisai egungwa anobva anyarara.+
11 Ndikati, ‘Unogona kusvika apa, asi haufaniri kupapfuura;Pano ndipo pachagumira mafungu ako makuru’?+
6 Makaifukidza nemvura yakadzika sekunge yakafukidzwa nechipfeko.+ Mvura yakamira pamusoro pemakomo. 7 Pamakaituka yakatiza;+Pakanzwika kutinhira kwenyu, yakavhunduka ikatiza, Pisarema 107:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Anodzikamisa dutu;Masaisai egungwa anobva anyarara.+