5 Gara ipapo chinyararire, upinde murima,
Haiwa iwe mwanasikana wevaKadheya;+
Havachazokushevedzizve kuti Tenzikadzi weUmambo.+
6 Ndakatsamwira vanhu vangu.+
Ndakasvibisa nhaka yangu,+
Uye ndakavaisa muruoko rwako.+
Asi hauna kuvanzwira tsitsi.+
Kunyange pane vakwegura wakaisa joko rinorema.+