Eksodho 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo, uye uzvitaurire Joshua, ‘Ndichaita kuti vaAmareki vasayeukwa zvachose pasi pedenga.’”+
14 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Nyora izvi mubhuku kuti zvive chiyeuchidzo, uye uzvitaurire Joshua, ‘Ndichaita kuti vaAmareki vasayeukwa zvachose pasi pedenga.’”+