RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 137:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Iwe mwanasikana weBhabhironi, ava kuda kuparadzwa,+

      Achafara munhu achakupa mubayiro

      Wekukubata semabatiro awakatiita.+

  • Jeremiya 50:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Kune ruzha rwevaya vari kutiza,

      Vaya vari kupukunyuka munyika yeBhabhironi,

      Kuti vazivise muZiyoni nezvekutsiva kwaJehovha Mwari wedu,

      Iko kutsiva nekuda kwetemberi yake.+

  • Jeremiya 51:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Ndichatsiva Bhabhironi nevagari vese vemuKadheya

      Nemhaka yezvakaipa zvese zvavakaita muZiyoni imi makatarisa,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe