-
Pisarema 76:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Makapa mutongo muri kudenga;+
Nyika yakatya uye yakanyarara+
-
Pisarema 115:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Mwari wedu ari kumatenga;
Anoita zvese zvaanoda.
-
-
Zekariya 2:13Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Imi vanhu vese, nyararai pamberi paJehovha, nekuti abuda munzvimbo yake tsvene yaanogara kuti aite zvaakaronga.
-
-
-