Isaya 6:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndakabva ndati: “Kusvikira riini, haiwa Jehovha?” Iye akati: “Kusvikira maguta aparara kuita matongo, asisina anogara maariUye dzimba dzisisina vanhuUye nyika yaparara, isisina chinhu;+
11 Ndakabva ndati: “Kusvikira riini, haiwa Jehovha?” Iye akati: “Kusvikira maguta aparara kuita matongo, asisina anogara maariUye dzimba dzisisina vanhuUye nyika yaparara, isisina chinhu;+