RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Amosi 5:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 ‘Vane nhamo vaya vanoti dai zuva raJehovha rasvika!+

      Munoziva here kuti chii chichaitika kwamuri pachauya zuva raJehovha?+

      Pachava nerima, kwete chiedza.+

  • Amosi 5:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Zuva raJehovha richava nerima, kwete chiedza;

      Kuchange kwakasviba, kusina chiedza.

  • Mabasa 2:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Zuva richasviba uye mwedzi uchava ropa zuva guru nerinoshamisa raJehovha* risati rasvika.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe