RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:28, 29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Jehovha achakurova nekupenga neupofu+ uye nekuvhiringidzika.* 29 Uchatsvangadzira masikati machena, sekutsvangadzira kunoita bofu murima,+ uye hauzobudiriri pane zvese zvaunoita; uye uchagara uchibiridzirwa uye uchibirwa, pasina munhu anokubatsira.+

  • Isaya 59:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  9 Ndokusaka zvakarurama zviri kure nesu,

      Uye kururama kusingasviki kwatiri.

      Tinoramba tichitarisira chiedza, asi onai, kune rima;

      Tichitarisira kubwinya, asi tinoramba tichifamba murima.+

      10 Tinotsvangadzira madziro semapofu;

      Tinoramba tichitsvangadzira sevaya vasina maziso.+

      Tinogumburwa masikati machena sezvinoitika murima manheru;

      Pakati pevakasimba, takangoita sevanhu vakafa.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe