Isaya 29:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Jehovha anoti: “Vanhu ava vanouya kwandiri nemiromo yavo,Uye vanondikudza nemiromo yavo,+Asi mwoyo yavo iri kure chaizvo neni;Uye kunditya kwavo kunobva pamirayiro yevanhu yavakadzidziswa.+
13 Jehovha anoti: “Vanhu ava vanouya kwandiri nemiromo yavo,Uye vanondikudza nemiromo yavo,+Asi mwoyo yavo iri kure chaizvo neni;Uye kunditya kwavo kunobva pamirayiro yevanhu yavakadzidziswa.+