Jeremiya 23:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Muprofita nemupristi vasvibiswa.*+ Kunyange muimba yangu chaimo ndakatowana zvakaipa zvavo,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
11 “Muprofita nemupristi vasvibiswa.*+ Kunyange muimba yangu chaimo ndakatowana zvakaipa zvavo,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.