Mika 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Vane nhamo vaya vanoruka mazano akaipa,Vanoronga zvakaipa vari pamibhedha yavo! Pakunoyedza vanobva vaita zvinhu zvacho,Nekuti vane simba rekuzviita.+
2 “Vane nhamo vaya vanoruka mazano akaipa,Vanoronga zvakaipa vari pamibhedha yavo! Pakunoyedza vanobva vaita zvinhu zvacho,Nekuti vane simba rekuzviita.+