Isaya 40:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Taurai zvinobaya mwoyo weJerusarema,*Uye rizivisei kuti basa raro rekumanikidzwa rapera,Kuti mhosva yaro yaripwa.+ Rawana zvakanyatsoenzana nezvivi* zvaro zvese kubva muruoko rwaJehovha.”+ Zekariya 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Imi imba yaJudha neimba yaIsraeri, makava vanhu vanotukwa nemarudzi,+ asi ini ndichakuponesai, uye muchava chikomborero.+ Musatya!+ Maoko enyu ngaave nesimba.’*+
2 “Taurai zvinobaya mwoyo weJerusarema,*Uye rizivisei kuti basa raro rekumanikidzwa rapera,Kuti mhosva yaro yaripwa.+ Rawana zvakanyatsoenzana nezvivi* zvaro zvese kubva muruoko rwaJehovha.”+
13 Imi imba yaJudha neimba yaIsraeri, makava vanhu vanotukwa nemarudzi,+ asi ini ndichakuponesai, uye muchava chikomborero.+ Musatya!+ Maoko enyu ngaave nesimba.’*+