Mika 7:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Muvengi wangu achaonawo uye achanyara,Iye mukadzi uya wekuti kwandiri: “Jehovha Mwari wako ari kupi?”+ Maziso angu achamutarisa. Iye zvino achatsikwa-tsikwa semadhaka emumigwagwa. Zekariya 2:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Nekuti Jehovha wemauto, uyo akapiwa rukudzo achibva andituma kumarudzi aikupambai ati:+ ‘Anokugunzvai anogunzva mboni yeziso rangu.+ 9 Nekuti iye zvino ndichasimudza ruoko rwangu ndichivarwisa, uye vachapambwa nevaranda vavo.’+ Muchaziva kuti Jehovha wemauto andituma.
10 Muvengi wangu achaonawo uye achanyara,Iye mukadzi uya wekuti kwandiri: “Jehovha Mwari wako ari kupi?”+ Maziso angu achamutarisa. Iye zvino achatsikwa-tsikwa semadhaka emumigwagwa.
8 Nekuti Jehovha wemauto, uyo akapiwa rukudzo achibva andituma kumarudzi aikupambai ati:+ ‘Anokugunzvai anogunzva mboni yeziso rangu.+ 9 Nekuti iye zvino ndichasimudza ruoko rwangu ndichivarwisa, uye vachapambwa nevaranda vavo.’+ Muchaziva kuti Jehovha wemauto andituma.