-
Ezra 3:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Mugore rechipiri kubva pavakauya kuimba yaMwari wechokwadi kuJerusarema, mumwedzi wechipiri, Zerubhabheri mwanakomana waSheatiyeri, Jeshua mwanakomana waJehozadhaki nedzimwe hama dzavo dzese, vapristi nevaRevhi, nevaya vese vakanga vauya kuJerusarema vachibva kuutapwa,+ vakatanga basa; vakagadza vaRevhi vaiva nemakore 20 zvichikwira kuti vatungamirire basa reimba yaJehovha.
-