RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 65:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 “Munzvimbo iyoyo hamuzovizve nemucheche anongorarama mazuva mashoma,

      Kana munhu akwegura anotadza kurarama mazuva ake ese.

      Nekuti chero munhu achafa aine makore zana achangoonekwa semukomana,

      Uye mutadzi achatukwa kunyange ava nemakore zana.*

  • Jeremiya 30:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “Uye iwe Jakobho mushumiri wangu, usatya,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha,

      “Uye usavhunduka, haiwa iwe Israeri.+

      Nekuti ndichakuponesa ndichikubvisa kure

      Uye vana vako ndichivabvisa kunyika yavari nhapwa.+

      Jakobho achadzoka ogara zvakanaka, pasina chinomunetsa,

      Pasina anovatyisa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe