RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 1:33, 34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Mambo akati kwavari: “Endai nevaranda vashe wenyu, muite kuti mwanakomana wangu Soromoni atasve nyurusi rangu,*+ mudzike naye kuGihoni.+ 34 Mupristi Zadhoki nemuprofita Natani vachamuzodza+ ikoko kuti ave mambo weIsraeri; mubve maridza hwamanda moti, ‘Mambo Soromoni ngaarambe achirarama!’+

  • Mateu 21:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 “Udzai mwanasikana weZiyoni kuti: ‘Ona! Mambo wako ari kuuya kwauri,+ ari munyoro,+ akatasva dhongi, chokwadi, akatasva mwana wedhongi, mwana wemhuka inotakuriswa zvinhu.’”+

  • Mateu 21:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Vakauya nedhongi racho nemwana waro, vakaisa nguo dzavo pamusoro pawo, iye akadzigarira.+

  • Johani 12:14, 15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Jesu akawana mwana wedhongi, akamutasva,+ sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: 15 “Usatya, mwanasikana weZiyoni. Ona! Mambo wako ari kuuya, akatasva mwana wedhongi.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe