Joshua 6:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Panoridzwa hwamanda, pamunongonzwa kurira kwehwamanda,* vanhu vese vanofanira kushevedzera zvinotyisa. Rusvingo rweguta racho ruchabva rwaondomoka rwese,+ uye vanhu vanofanira kupinda, mumwe nemumwe nepaakatarisana napo.”
5 Panoridzwa hwamanda, pamunongonzwa kurira kwehwamanda,* vanhu vese vanofanira kushevedzera zvinotyisa. Rusvingo rweguta racho ruchabva rwaondomoka rwese,+ uye vanhu vanofanira kupinda, mumwe nemumwe nepaakatarisana napo.”