1 Madzimambo 15:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Mambo Asa akabva ashevedza vaJudha vese, hapana akasiyiwa, uye vakatakura matombo nematanda zveRama zvakanga zvichivakiswa naBhaasha, uye Mambo Asa akazvishandisa kuvaka* Gebha+ iri muBhenjamini, neMizpa.+
22 Mambo Asa akabva ashevedza vaJudha vese, hapana akasiyiwa, uye vakatakura matombo nematanda zveRama zvakanga zvichivakiswa naBhaasha, uye Mambo Asa akazvishandisa kuvaka* Gebha+ iri muBhenjamini, neMizpa.+