Zekariya 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndakabva ndaibvunza kuti: “Miorivhi miviri iyi iri kurudyi rwechigadziko chemarambi nekuruboshwe rwacho inorevei?”+ Zekariya 4:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Iyo ikati: “Ava ndivo vakazodzwa vaviri vakamira pedyo naIshe wenyika yese.”+ Zvakazarurwa 11:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri zviprofite kwemazuva 1260 zvakapfeka masaga.” 4 Zvapupu izvi ndizvo miorivhi miviri+ nezvigadziko zvemarambi+ zviviri uye zvakamira pamberi paShe wenyika.+
11 Ndakabva ndaibvunza kuti: “Miorivhi miviri iyi iri kurudyi rwechigadziko chemarambi nekuruboshwe rwacho inorevei?”+
3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri zviprofite kwemazuva 1260 zvakapfeka masaga.” 4 Zvapupu izvi ndizvo miorivhi miviri+ nezvigadziko zvemarambi+ zviviri uye zvakamira pamberi paShe wenyika.+