RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 3:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Jeshua+ mwanakomana waJehozadhaki nevamwe vapristi naZerubhabheri+ mwanakomana waSheatiyeri+ nehama dzake vakasimuka vakavaka atari yaMwari waIsraeri, kuti vape zvibayiro zvinopiswa pairi, sezvakanyorwa muMutemo waMozisi+ munhu waMwari wechokwadi.

  • Hagai 1:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 1 Mugore rechipiri raMambo Dhariyasi, mumwedzi wechi6, pazuva rekutanga remwedzi wacho, shoko raJehovha rakauya nekumuprofita Hagai*+ richienda kuna gavhuna weJudha Zerubhabheri,+ mwanakomana waSheatiyeri, uye kumupristi mukuru Joshua mwanakomana waJehozadhaki, richiti:

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe