RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 3:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Mugore rechipiri kubva pavakauya kuimba yaMwari wechokwadi kuJerusarema, mumwedzi wechipiri, Zerubhabheri mwanakomana waSheatiyeri, Jeshua mwanakomana waJehozadhaki nedzimwe hama dzavo dzese, vapristi nevaRevhi, nevaya vese vakanga vauya kuJerusarema vachibva kuutapwa,+ vakatanga basa; vakagadza vaRevhi vaiva nemakore 20 zvichikwira kuti vatungamirire basa reimba yaJehovha.

  • Ezra 3:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Vavaki pavakavaka faundesheni yetemberi yaJehovha,+ vapristi avo vainge vakapfeka zvipfeko zvebasa, vaine mabhosvo,+ uye vaRevhi, ivo vanakomana vaAsafi, avo vaiva nezviridzwa zvesimbi dzinorovaniswa, vakabva vasimuka kuti varumbidze Jehovha maererano nezvakanga zvarayirwa naMambo Dhavhidhi weIsraeri.+

  • Ezra 5:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Uyewo Mambo Koreshi akabudisa midziyo yegoridhe neyesirivha yeimba yaMwari kubva mutemberi yeBhabhironi iyo yakanga yatorwa naNebhukadhinezari mutemberi yemuJerusarema akaiunza kutemberi yeBhabhironi.+ Yakapiwa murume anonzi Sheshbhazari,*+ uyo akaitwa gavhuna naKoreshi.+

  • Ezra 5:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Sheshbhazari uyu akabva asvika akavaka faundesheni yeimba yaMwari+ iri muJerusarema; uye ichiri kuvakwa kubva ipapo kusvika iye zvino, asi haisati yapera.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe