Isaya 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Zvibayiro zvenyu zvakawanda zvinondibatsirei?”+ anodaro Jehovha. “Handichadi zvibayiro zvenyu zvinopiswa zvemakondohwe+ nemafuta emhuka dzakakodzwa,+Uye handifadzwi neropa+ remikono yenyu midiki yemombe+ nemakwayana nembudzi.+ Jeremiya 6:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 “Ndine basa nazvo here kuti munouya nezvinonhuhwirira zvichena kubva kuShebhaNetsanga dzinonhuhwirira kubva kunyika iri kure? Mipiro yenyu inopiswa handiigamuchiri,Uye zvibayiro zvenyu hazvindifadzi.”+
11 “Zvibayiro zvenyu zvakawanda zvinondibatsirei?”+ anodaro Jehovha. “Handichadi zvibayiro zvenyu zvinopiswa zvemakondohwe+ nemafuta emhuka dzakakodzwa,+Uye handifadzwi neropa+ remikono yenyu midiki yemombe+ nemakwayana nembudzi.+
20 “Ndine basa nazvo here kuti munouya nezvinonhuhwirira zvichena kubva kuShebhaNetsanga dzinonhuhwirira kubva kunyika iri kure? Mipiro yenyu inopiswa handiigamuchiri,Uye zvibayiro zvenyu hazvindifadzi.”+