Pisarema 22:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Vanhu vese vari kumigumo yenyika vachayeuka, vodzoka kuna Jehovha. Mhuri dzese dzemarudzi dzichakotama pamberi penyu.+ Zefaniya 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti panguva iyoyo ndichachinja mutauro wemarudzi, ndoapa mutauro wakachena,Kuti ese zvawo adane zita raJehovha,Uye kuti amushumire akabatana.’+ Mateu 28:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka endai munoita kuti vanhu vemarudzi ese vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba nereMwanakomana neremweya mutsvene, Zvakazarurwa 15:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”
27 Vanhu vese vari kumigumo yenyika vachayeuka, vodzoka kuna Jehovha. Mhuri dzese dzemarudzi dzichakotama pamberi penyu.+
9 Nekuti panguva iyoyo ndichachinja mutauro wemarudzi, ndoapa mutauro wakachena,Kuti ese zvawo adane zita raJehovha,Uye kuti amushumire akabatana.’+
19 Saka endai munoita kuti vanhu vemarudzi ese vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba nereMwanakomana neremweya mutsvene,
4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”