-
Maraki 1:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 “‘Mwanakomana anokudza baba vake;+ uye muranda anokudza tenzi wake. Saka kana ndiri baba,+ sei ndisiri kukudzwa sezvandinofanira kuitwa?+ Kana ndiri tenzi, sei ndisiri kutyiwa* sezvandinofanira kuitwa?’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto kwamuri imi vapristi vanozvidza zita rangu.+
“‘Asi imi munoti: “Takazvidza zita renyu sei?”’
-