Isaya 34:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Haizodzimwi usiku kana masikati;Utsi hwayo hucharamba huchikwira nekusingaperi. Ichagara yakaparara kwezvizvarwa nezvizvarwa;Hapana munhu achapfuura nemairi nariini nariini.+ Isaya 34:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Minzwa ichamera mushongwe dzayo dzakasimba,Tumakwenzi tunobaya neutumbambeva* zvichamera munhare* dzayo. Ichava nzvimbo inogarwa nehunguhwe,*+Nzvimbo inogara mhou.
10 Haizodzimwi usiku kana masikati;Utsi hwayo hucharamba huchikwira nekusingaperi. Ichagara yakaparara kwezvizvarwa nezvizvarwa;Hapana munhu achapfuura nemairi nariini nariini.+
13 Minzwa ichamera mushongwe dzayo dzakasimba,Tumakwenzi tunobaya neutumbambeva* zvichamera munhare* dzayo. Ichava nzvimbo inogarwa nehunguhwe,*+Nzvimbo inogara mhou.