Dheuteronomi 11:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 ndichapawo nyika yenyu mvura panguva yayo, mvura yemunhuruka* nemvura yemasutso,* uye muchakohwa zviyo* zvenyu newaini yenyu itsva nemafuta enyu.+ Zekariya 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+
14 ndichapawo nyika yenyu mvura panguva yayo, mvura yemunhuruka* nemvura yemasutso,* uye muchakohwa zviyo* zvenyu newaini yenyu itsva nemafuta enyu.+
12 ‘Nekuti mbeu yerugare ichadyarwa; muzambiringa uchabereka michero, nyika ichabereka,+ uye denga richapa dova raro. Ndichaita kuti zvinhu zvese izvi zvive nhaka yevakasara.+