RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zefaniya 2:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Zvinhu zvakasarudzwa zvisati zvaitika,

      Zuva racho risati rapfuura sehundi,

      Kutsamwa kukuru kwaJehovha kusati kwauya pamuri,+

      Zuva rekutsamwa kwaJehovha risati rauya pamuri,

  • 2 Petro 3:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Asi neshoko rimwe chete iroro matenga nenyika zviripo iye zvino zvakachengeterwa moto uye zviri kusiyiwa zviripo kusvikira pazuva rekutongwa nerekuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe