VaRoma 12:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Kana zvichiita, itai zvese zvamunogona kuti muve nerugare nevanhu vese.+ VaHebheru 12:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ivai nerugare nevanhu vese,+ neutsvene+ nekuti kana ihwo husipo hapana munhu angazoona Ishe. Jakobho 3:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Uyewo muchero wekururama unodyarwa murugare+ kuitira vaya* vanoita kuti pave nerugare.+