-
Mako 10:29, 30Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
29 Jesu akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, hapana munhu akasiya imba kana vanin’ina kana hanzvadzi kana amai kana baba kana vana kana minda nekuda kwangu uye nekuda kwemashoko akanaka+ 30 asingazowani zvapetwa kazana munguva ino, dzimba nevanin’ina nehanzvadzi navanaamai nevana neminda, uku achitambudzwa,+ uye upenyu husingaperi mune ramangwana.*
-