-
Ruka 6:22, 23Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
22 “Munofara imi pese pamunovengwa nevanhu,+ uye pavanokusarurai+ nekukuzvidzai uye pavanoshora zita renyu vachiti makaipa pamusana peMwanakomana wemunhu. 23 Farai pazuva iroro musvetuke nemufaro, nekuti mubayiro wenyu mukuru kudenga, nekuti zvinhu izvozvo ndizvo zvaiitwa nemadzitateguru avo kuvaprofita.+
-