1 Johani 4:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Kana munhu achiti, “Ndinoda Mwari,” asi achivenga hama yake, anenge achireva nhema.+ Nekuti munhu asingadi hama yake+ yaanoona haangadi Mwari waasina kumboona.+
20 Kana munhu achiti, “Ndinoda Mwari,” asi achivenga hama yake, anenge achireva nhema.+ Nekuti munhu asingadi hama yake+ yaanoona haangadi Mwari waasina kumboona.+