2 Samueri 11:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mumwe musi ari manheru,* Dhavhidhi akamuka pamubhedha wake, akatanga kufamba-famba pamusoro pedenga reimba yamambo. Ari pamusoro pedenga reimba akaona mumwe mukadzi achigeza, uye mukadzi wacho akanga akanaka chaizvo. Jobho 31:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “Ndakaita sungano nemaziso angu.+ Saka ndingatarisa sei mhandara ndichiichiva?+
2 Mumwe musi ari manheru,* Dhavhidhi akamuka pamubhedha wake, akatanga kufamba-famba pamusoro pedenga reimba yamambo. Ari pamusoro pedenga reimba akaona mumwe mukadzi achigeza, uye mukadzi wacho akanga akanaka chaizvo.