Jakobho 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi kupfuura zvese hama dzangu, regai kupika nedenga kana nenyika kana kuita chero imwe mhiko. Asi “Hongu” wenyu ngaave hongu, uye “Kwete,” wenyu, kwete,+ kuti murege kutongwa.
12 Asi kupfuura zvese hama dzangu, regai kupika nedenga kana nenyika kana kuita chero imwe mhiko. Asi “Hongu” wenyu ngaave hongu, uye “Kwete,” wenyu, kwete,+ kuti murege kutongwa.