-
Ruka 11:2-4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Saka akati kwavari: “Pese pamunonyengetera, itii: ‘Baba, zita renyu ngaritsveneswe.*+ Umambo hwenyu ngahuuye.+ 3 Tipeiwo zvekudya zvezuva rimwe nerimwe maererano nezvatinenge tichida zuva iroro.+ 4 Tiregerereiwo zvivi zvedu,+ nekuti isu tinoregererawo munhu wese anotitadzira;*+ uye musatipinza mumuedzo.’”+
-