Revhitiko 14:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Uyu ndiwo unofanira kuva mutemo wemunhu ane maperembudzi pazuva raachanzi akachena, paanofanira kuunzwa kumupristi.+ Ruka 17:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Paakavaona akati kwavari: “Endai munozviratidza kuvapristi.”+ Pavakanga vava kuenda, vakabva vacheneswa.+
2 “Uyu ndiwo unofanira kuva mutemo wemunhu ane maperembudzi pazuva raachanzi akachena, paanofanira kuunzwa kumupristi.+
14 Paakavaona akati kwavari: “Endai munozviratidza kuvapristi.”+ Pavakanga vava kuenda, vakabva vacheneswa.+