Revhitiko 15:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 “‘Kana mukadzi akabuda ropa kwemazuva akawanda+ isiri nguva yake yekuva kumwedzi,+ kana kuti akabuda ropa kwenguva yakareba kupfuura yaanenge ari kumwedzi, achange asina kuchena mazuva ese aanenge achibuda ropa, sezvaanoita paanenge ari kumwedzi.
25 “‘Kana mukadzi akabuda ropa kwemazuva akawanda+ isiri nguva yake yekuva kumwedzi,+ kana kuti akabuda ropa kwenguva yakareba kupfuura yaanenge ari kumwedzi, achange asina kuchena mazuva ese aanenge achibuda ropa, sezvaanoita paanenge ari kumwedzi.