Mako 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Paakanga achifamba achitevedza Gungwa reGarireya, akaona Simoni nemunin’ina wake Andreya+ vachikanda mambure avo mugungwa,+ nekuti vaiva vabati vehove.+ Johani 1:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Andreya,+ munin’ina waSimoni Petro, akanga ari mumwe wevaviri vakanzwa zvakataurwa naJohani, akatevera Jesu.
16 Paakanga achifamba achitevedza Gungwa reGarireya, akaona Simoni nemunin’ina wake Andreya+ vachikanda mambure avo mugungwa,+ nekuti vaiva vabati vehove.+
40 Andreya,+ munin’ina waSimoni Petro, akanga ari mumwe wevaviri vakanzwa zvakataurwa naJohani, akatevera Jesu.