Mako 6:8, 9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Akavarayirawo kuti varege kutakura chinhu parwendo rwacho kunze kwemudonzvo chete, vasina chingwa, homwe yezvekudya, kana mari* mumabhandi avo,+ 9 asi kuti vapfeke shangu uye varege kupfeka nguo mbiri.*
8 Akavarayirawo kuti varege kutakura chinhu parwendo rwacho kunze kwemudonzvo chete, vasina chingwa, homwe yezvekudya, kana mari* mumabhandi avo,+ 9 asi kuti vapfeke shangu uye varege kupfeka nguo mbiri.*