RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 19:4, 5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Vasati vatomborara, varume veguta racho, ivo varume veSodhomu, kubvira pamukomana kusvikira kumukweguru, vese vakakomba imba yacho vari mhomho. 5 Vaishevedzera kuna Roti vachiti kwaari: “Varume vapinda mumba mako usiku huno vari kupi? Vabudise utipe, tirare navo.”+

  • 2 Petro 2:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Uye paakaita kuti maguta eSodhomu neGomora ave madota, akaapa mhosva,+ achiratidza zvichaitika kuvanhu vasingadi Mwari.+

  • Judha 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Saizvozvowo, maguta anoti Sodhomu neGomora nemamwe akanga akaapoteredza, akanyura muupombwe* hwakanyanya, achitevera zvido zvenyama zvinopesana nezvakasikirwa vanhu.+ Kurangwa kwakaitwa maguta iwayo nemoto usingaperi kunoshanda seyambiro kwatiri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe