Mateu 12:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Vachinzwa izvi, vaFarisi vakati: “Munhu uyu hapana chimwe chaanoshandisa kudzinga madhimoni kunze kwaBherizebhubhu,* mutongi wemadhimoni.”+ Mako 3:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Uyewo, vanyori vakanga vauya vachibva kuJerusarema vaiti: “Iye ana Bherizebhubhu,* saka anodzinga madhimoni achishandisa mutongi wemadhimoni.”+ Ruka 11:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi vamwe vavo vakati: “Anodzinga madhimoni achishandisa Bherizebhubhu,* mutongi wemadhimoni.”+ Johani 8:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 VaJudha vakamupindura vachiti: “Hatina kutaura chokwadi here patataura kuti, ‘Uri muSamariya+ uye une dhimoni’?”+
24 Vachinzwa izvi, vaFarisi vakati: “Munhu uyu hapana chimwe chaanoshandisa kudzinga madhimoni kunze kwaBherizebhubhu,* mutongi wemadhimoni.”+
22 Uyewo, vanyori vakanga vauya vachibva kuJerusarema vaiti: “Iye ana Bherizebhubhu,* saka anodzinga madhimoni achishandisa mutongi wemadhimoni.”+
48 VaJudha vakamupindura vachiti: “Hatina kutaura chokwadi here patataura kuti, ‘Uri muSamariya+ uye une dhimoni’?”+