RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 8:38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Nekuti munhu wese anonyara neni nemashoko angu muchizvarwa chino cheupombwe* uye chinotadza, Mwanakomana wemunhu paanouya ari mukubwinya kwaBaba vake aine ngirozi tsvene,+ achanyarawo naye.”+

  • Ruka 9:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Nekuti munhu wese anonyara neni nemashoko angu, Mwanakomana wemunhu achanyarawo naye paanouya ari mukubwinya kwake nekwaBaba nekwengirozi tsvene.+

  • 2 Timoti 2:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 kana tikaramba tichitsungirira, tichatongawo pamwe chete semadzimambo;+ kana tikamuramba, iye achatirambawo;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe