Mateu 19:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Uye munhu wese akasiya dzimba kana vanin’ina kana hanzvadzi kana baba kana amai kana vana kana minda nekuda kwezita rangu, achagamuchira izvi zvapetwa kazana uye achagara nhaka yeupenyu husingaperi.+ Ruka 14:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “Kana munhu akauya kwandiri, iye asingavengi baba vake naamai nemudzimai nevana nevanin’ina nehanzvadzi, uye kunyange upenyu hwake* pachake,+ haagoni kuva mudzidzi wangu.+
29 Uye munhu wese akasiya dzimba kana vanin’ina kana hanzvadzi kana baba kana amai kana vana kana minda nekuda kwezita rangu, achagamuchira izvi zvapetwa kazana uye achagara nhaka yeupenyu husingaperi.+
26 “Kana munhu akauya kwandiri, iye asingavengi baba vake naamai nemudzimai nevana nevanin’ina nehanzvadzi, uye kunyange upenyu hwake* pachake,+ haagoni kuva mudzidzi wangu.+