Ruka 2:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Kuzoti papfuura mazuva 8, payakanga yava nguva yekuti vamuchecheudze,+ akatumidzwa kuti Jesu, zita raakapiwa nengirozi, amai vake vasati vava nepamuviri pake.+
21 Kuzoti papfuura mazuva 8, payakanga yava nguva yekuti vamuchecheudze,+ akatumidzwa kuti Jesu, zita raakapiwa nengirozi, amai vake vasati vava nepamuviri pake.+