Ruka 7:34, 35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Mwanakomana wemunhu akauya achidya uye achinwa, asi munoti: ‘Onai! Munhu anokara uye anonwisa waini, shamwari yevateresi nevatadzi!’+ 35 Kunyange zvakadaro, uchenjeri hunoratidzwa kuti hwakarurama* nevana vahwo vese.”*+
34 Mwanakomana wemunhu akauya achidya uye achinwa, asi munoti: ‘Onai! Munhu anokara uye anonwisa waini, shamwari yevateresi nevatadzi!’+ 35 Kunyange zvakadaro, uchenjeri hunoratidzwa kuti hwakarurama* nevana vahwo vese.”*+